V (ridoko v ; zita raro ndi Va ) ibhii rinowanikwa mumabhi eChiratini ne Chikriri , uye rinoshandiswa wo sechinzvanyira mukunyora Chishona charizvino, asi muChishona rinodanwa zvakasiyana nemuChingezi, nekuti ibhii reupau [ C 1] .Bhii ra V rakabva kuChigiriki. KuChishona, bhii ra V chinzvanyira chakazvimirira, kureva ibhiihwaro [ C 2] rinozoshandiswa kuvumba mamwe matarabhii [ C 3] . Rinoteverwa na H .
↑ implode., implosive., bhii rinopauka kureva upau
↑ base letter., base consonant., kureva bhiihwaro
↑ digraph., kureva tarabhii
↑ Q ibhii rekudzvanya rinowanikwa uye rinoshandiswa muChindau ., ndiwo wega mutauro weChivanhu unozivikanwa uchishandisa Q parizvino.
↑ Nc ibhii rekudzvanya rinowanikwa uye rinoshandiswa muChindau., ndiwo wega mutauro weChivanhu unozivikanwa uchishandisa Nc parizvino.
↑ Nx ibhii rekudzvanya rinowanikwa uye rinoshandiswa muChindau., ndiwo wega mutauro weChivanhu unozivikanwa uchishandisa Nx parizvino.
↑ Nq ibhii rekudzvanya rinowanikwa uye rinoshandiswa muChindau ., ndiwo wega mutauro weChivanhu unozivikanwa uchishandisa Nq parizvino.
↑ Gc ibhii rekudzvanya rinowanikwa uye rinoshandiswa muChindau ., ndiwo wega mutauro weChivanhu unozivikanwa uchishandisa Gc parizvino.
↑ Gq ibhii rekudzvanya rinowanikwa uye rinoshandiswa muChindau ., ndiwo wega mutauro weChivanhu unozivikanwa uchishandisa Gq parizvino.
↑ N'c (rinowanikwa kuChinguni sa Ngc ) ibhii rekudzvanya rinowanikwa uye rinoshandiswa muChindau., ndiwo wega mutauro weChivanhu unozivikanwa uchishandisa N'c parizvino.
↑ N'x (rinowanikwa kuChinguni saNgx) ibhii rekudzvanya rinowanikwa uye rinoshandiswa muChindau., ndiwo wega mutauro weChivanhu unozivikanwa uchishandisa N'x parizvino.
↑ N'q (rinowanikwa kuChinguni saNgq) ibhii rekudzvanya rinowanikwa uye rinoshandiswa muChindau ., ndiwo wega mutauro weChivanhu unozivikanwa uchishandisa N'q parizvino.
↑ Gx ibhii rekudzvanya rinowanikwa uye rinoshandiswa muChindau ., ndiwo wega mutauro weChivanhu unozivikanwa uchishandisa Gx parizvino.
↑ Qx ibhii rekudzvanya rinowanikwa uye rinoshandiswa muChindau ., ndiwo wega mutauro weChivanhu unozivikanwa uchishandisa Qx parizvino.
↑ Kl , rakatorwa kubva kuChingezi, rinowanikwa mumashoko ekutorazve.
↑ Kr , ibhii rakatorwa kubva kuChingezi., rinowanikwa mumashoko ekutorazve, senge Kristu .