Svetuka kuchirochemo

Yureniyamu

Kubva Wikipedia
Yureniyamu, U
Ratidziko sirivhi pfumbu, usimbi;
Huremu hwe hatomu

Ar, std(U)

238.02891(3)
Yureniyamu mutafura ye rupotera
numeri ye hatomu (Z) 92
Boka harina boka
Piriyodhi piriyodhi 7
Bhloku bhloku re f
mhodigetsi configuration [Rn] 5f3 6d1 7s2
mhodzigetsi pa shell 2, 8, 18, 32, 21, 9, 2
ratidziko ye mtumbi
Fhezi pa STP godo
Poyidhi ye kunyauka 1405.3 K ​(1132.2 °C, ​2070 °F)
Poyindi ye kufanza 4404 K ​(4131 °C, ​7468 °F)
Dhensiti (near r.t.) 19.1 g/cm3
iri mutuvi (pa m.p.) 17.3 g/cm3
dziya re fusion 9.14 kJ/mol
Dziya re vaporization 417.1 kJ/mol
Molar heat capacity 27.665 J/(mol·K)

Yureniyamu (Nge. Uranium) inhangande yemushonga ine chinanga U nenhamba yeatomu 92. Atomu reYureniyamu rine maProton 92 nemhodzigetsi 92. Yureniyamu inoita husasaradzi (radioactive) nokuti mhandonyina dzayo hadzina hudzidzinindi - not stable/steady.