Svetuka kuchirochemo

Lala-Bisa

Kubva Wikipedia

Lala-Bisa mutauro unowanikwa kuZambia.

  • Lala vanoti tate (n. father) kureva baba. Lala vanoti chindika (v. honour) kureva kuremekedza - fananidzai nokuti jinda.
  • Lala vanoti potama (adj. be crooked) kureva kupotereka. Lala vanoti kumana (v. meet) kureva kusangana.
  • Lala vanoti naka (v. be gentle; kind; easy; affable) kureva kunaka. Lala vanoti nyina (n. mother; my mother) kureva amai.
  • Lala vanoti konda (v. please, satisfy, content, suit) kureva kufadza? Lala vanoti kondwa (adj. be pleased, be fond of, like, satisfied).
  • Lala vanoti kutali (adj. far; far off; distant) kureva kure. Fananidzai nokuti - akanhara ava kuJapan.
  • Lala inoti langa (v. show, point out; arrange, direct, manage, command, instruct; punish, correct). Fananidzai nokuti nhango.
  • Lala vanoti langaluka (v. think, be thoughtful, have in mind, remember; expect, wish, believe) kureva kuva nemurangariro.
  • Lala vanoti lapa (v. swear; take an oath) kureva kuita mhiko.
  • Lala vanoti malape (n. oath of asseveration - the solemn or emphatic declaration or statement of something.).
  • Lala vanoti mutambo (n. large size; bulk; fine physique; stature). Fananidzai nokuti pane mutambo.
  • Lala vanoti mutanda (n. line or row of things side by side) kureva rundaza. Lala vanoti mulongo (one of the same village; neighbour).
  • Lala vanoti mulongo (n. row in file; a row or line of things, and so a number or quantity, crowd, group, herd, flock, gang) kureva murongo.
  • Lala vanoti mutala (n. district under chief) kureva nharaunda inotongwa naShe. Lala vanoti -nini (adj. little, small, few).
  • Lala vanoti olola (v. be straight, even, level). Fananidzai nokuti chiwororo. Lala vanoti pala (scrape; scratch up the earth) kureva kupara.
  • Lala vanoti omba (v. cause to sound) kureva kuridza. Sokuti: kuomba ngoma kureva kuridza ngoma.
  • Lala vanoti panda (v. split, crack, part asunder; cleave). Lala vanoti panduka (v. be split off; parted; branch off; separate from).
  • Lala vanoti mutamino (n. wooden headrest, pillow) kureva mutsamiro.
  • Lala vanoti pambuka (v. be separate or separated from; be parted; branch off; be apart; come off as plaster).
  • Lala vanoti chipeto (n. fold, crease, wrinkle) kureva chipeto. Lala vanoti munefu (n. flshy part of meat) kureva munyepfu.
  • Lala vanoti mulingo (n. pattern, measure, copy) kureva patani. Lala vanoti musasa (n. shelter of boughs or grass; shed) kureva musasa.
  • Lala vanoti lushipe (n. blood vessel) kureva tsinga. Lala vanoti lupili (n. hill) kureva chikomo.
  • Lala vanoti kuwoko kana mawoko pakuwanda (n. hand) kureva ruwoko. Lala vanoti mutwe (n. head) kureva musoro.
  • Lala vanoti pona (v. fall) kureva kuwa. Lala vanoti kwata (v. have; possess, own) kureva kuva ne.
  • Lala vanoti wamba (v. spread or stretch tight covering over something e.g. skin over a drum). Lala vanoti K () kureva [[]].
  • Lala vanoti kakula (to loosen) kureva kukakanura. Lala vanoti naka (adj. to be loose).
  • Lala vanoti wanga (v. fasten cross-wise e.g. fix cross-laths on rafters). Lala vanoti kucha; ukucha (n. dawn) kureva kuyedza kwezuva.
  • Lala vanoti kombe (n. fishing net; a small net; spider's web) kureva mambure kana dandadzi.
  • Lala vanoti mutende (n. peace; quiet settled state or condition - used as a common salute) kureva rugare.
  • Lala vanoti musopelo (n. ramrod) kureva musopero. Lala vanoti musundo (n. punting pole) chimuti chirefu chekusairira bwato.
  • Lala vanoti musuma (adj. wholeness; soundness; completeness; entirety; whole, unbroken, perfect).
  • Lala vanoti mwacheso (n. past time; long time; long ago). Sokuti: Mwaka wa mwacheso (n. last year).
  • Lala vanoti mwando (n. string of twisted fibre) kureva mukosi. Lala vanoti mwamba (n. cross pole; ridge pole of roof).
  • Lala vanoti mutundu (n. size, kind, quality). Sokuti mutundu umo (adj. alike) kureva zverudzi rumwe. Mutundu umbi kureva zverudzi rwakasiyana.
  • Lala vanoti nanika (v. apply as oil; rub on) kureva kuzora. Lala vanoti nina (v. go up; climb, ascend).
  • Lala vanoti chipesi (n. light hole; window; fissure; crack) kureva hwangwadza. Lala vanoti lusua (n. sunshine; sun's light) kureva bwerazuva.
  • Lala vanoti lulu, ululu (n. anger - word, act or feeling) kureva hasha. Lala vanoti K () kureva [[]].