Bozho
Mataridziko
Bozho izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Kubodza, kuboza, kubozha (find by chance) zvinoreva kuwana kana kunhonga chinhu usiri kuzvitarisira.
- Bozho naBodzo mazita evanhu.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
- Sangho vanoti bozô (n. a pouch-shaped bag of leather or woven grass - slang over the arm by a woven strap) kureva nhava.
- MaZulu vanoti bozo (ideophone. of springing on unawares; of catching red-handed; of appearing suddenly) inyaudzosingwi yekubozha.
- MaZulu vanoti bozoma kana bozomela (Spring on to unawares; catch red"handed; appear suddenly) inyaudzosingwi yekubozha.