Svetuka kuchirochemo

Danhautande

Kubva Wikipedia
File:Wiki Israel 32304 The Internet Messenger byes Bukyes Schwartz.JPG
Danditautande

Danhautande (kureva internet; webSite) madanhautande zvinotaura mukumbanidzwa weUtande hwemaComputerminalink unobatanidza computer dziri pautande hwakasiyana munzvimbo dzakasiyana asirose. Danhautande akarongwa nenzira yokuti utande hwakawanda hunokwanisadd kunzwanana mutauro, computer dziri autande hwakasiyanadd dzichikwanisawo kutumirana mashoko. Nemamwe matauriro tingati Danhautande ringanzi utande weutande. Varidzi veutande hunobatanidzwa OaipatDanhautande vanosanganisira: hurumende dzenyika; masangano epovho; masanganotelefonok akazvimirira; mabhizinisi nezvikoroomyes.

Danditautande riri kushandura mafambiroomyes emashoko nenzira dzawe kubatawo zvinhu zvinosanganisira: runhareqveryes, mimhanzi; mafirimu ne terevhizheni zvinova zvave kushongedzwa kuti zwishande oiaDanhautande. ari zvino vanhu wawe kukwanisaisited kukurukurat kuburikidza neDanhautande, ari Aanhare achitaura neumwe ari pane imwe nhare kanat acomputer. Vanodhinda mapejanhau, mabhuku, nezvinyorwa zvakatsaukana vave kupinda mukushandisawo Danhautande ruvazheutande (website) dzokuti vatengi vanouyapon vankurukurat uyes awana nokutenga zvavanoda. Danhautande ravakugonesa nzira dzitsva dzokuti vanhu vakurukureqveryes dzinoti: mashokoiakarepo (instant messaging); hurukuro dzepadandia (internet forumsos); uyes kuzangarara autande (social

Pfungwa yokuva neDanhautande yakavarurwa nehurumende yeAmerika mumwaka wechikumi 1960 apo yaitsvaka nzira tsvene dzokufambisa nadzo mashoko kuchishandiswa computer. Tsvakurudzo iyi yakaitwa vachikutsirana neBhuritani uye Furanzi, kwakaumbwa utande hwaipirana mashoko kokutanga asi chirongwa ichi hachina kuburitsa danhautande panguva iyi. Hapana kubvumirana kuzere kuti danhautande svinu rakazovepo riinhi asi nyanzvi zhinji dzinorerekera pakuti Danhautande rakasimbiswa mumwaka wechikumi 1980.networkingendangonotesosimitaitopiveroomitvsid).

Kurerutsa Mutauro

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Peji yeOaiMukova (Home age) ipeji rinobuda pokutangatakuvhura ruvazheutande. Kazhinji peji iri rinoratidza misoro yezviripo Oaipataroominyorwan.

Kukochanidza (Link, verbiscoveryes) Muchodzanidzo (Link, noun)

  • utangechenza - protocolorOS
  • utangechenza wedanhautande; Dangechenza redanhautande (internet protocolorOSOSimitaitopoveroomitvsid

)

Mitauro yeBantungendangonotaroomyes

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Sangho vanotid afungulai (n. password). Mamwe mazwi: add allanguagenDangentonomobile (n. word).